Proverbs 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ucafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako haruŋgagumburwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo uchafamba panzira yako murugare, uye rutsoka rwako harungagumburwi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo unozofamba nzira yako pasina chinokuwana tsoka yako haizogumburwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo uchafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako harungagumburwi.
Shona 2009?
Ipapo uchafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako harungagumburwi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo uchafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako harungagumburwi.