Proverbs 3:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova ucaʋa ciʋimbo cako; Ucaceŋgeta rutsoka rwako, kuti rurege kuɓatwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Jehovha achava chivimbo chako uye achachengeta rutsoka rwako kuti rurege kubatwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi ndiye waunovimba naye. Iye achachengeta tsoka yako kuti irege kubatwa nomusungo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha achava chivimbo chako; Achachengeta rutsoka rwako, kuti rurege kubatwa.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha achava chivimbo chako; Achachengeta rutsoka rwako, kuti rurege kubatwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha achava chivimbo chako; Achachengeta rutsoka rwako, kuti rurege kubatwa.