Proverbs 3:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usati kunowokwako: Enda, ugodzoka ɀe, Maŋgwana ndicakupa; Kana uciŋge unaɀo’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usati kumuvakidzani wako, “Ugodzoka imwe nguva; ndichazokupa mangwana,” iwe uchitova nazvo pauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usati kuno mumwe wako enda zvako uzouyazve, mangwana ndozokupa asi iwe uinacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usati kunowokwako, “Enda, ugodzokazve, Mangwana ndichakupa;” Kana uchinge unazvopo.
Shona 2009?
Usati kunowokwako, "Enda, ugodzokazve, Mangwana ndichakupa;" Kana uchinge unazvopo.
Shona SUB 2002 Bible
Usati kune wokwako, “Enda, ugodzokazve, Mangwana ndichakupa;” Kana uchinge unazvopo.