Proverbs 3:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafuŋga kuitira wokwako ɀakaipa, Ɀaanogara hake newe acikutenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usaronga kuitira muvakidzani wako zvakaipa, anogara nechivimbo pedyo newe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usaronge kuitira mumwe wako zvakaipa anogara pamwechete newe achivimba newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafunga kuitira wokwako zvakaipa, Zvaanogara hake newe achikutenda.
Shona 2009?
Usafunga kuitira wokwako zvakaipa, Zvaanogara hake newe achikutenda.
Shona SUB 2002 Bible
Usafunga kuitira wokwako zvakaipa, Zvaanogara hake newe achikutenda.