Proverbs 3:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mutsauki inyaŋgadzi kunaJehova; Asi unoʋukama naʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Jehovha anovenga munhu akarasika, asi anoudza akarurama zvaanoda kuita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi anosema munhu ano mwoyo wakaipa asi munhu ari pachokwadi munhu wake wapamwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mutsauki inyangadzi kuna Jehovha; Asi ano hukama navakarurama.
Shona 2009?
Nokuti mutsauki inyangadzi kuna Jehovha; Asi ano hukama navakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mutsauki inyangadzi kuna Jehovha; Asi ano hukama navakarurama.