Proverbs 3:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutuka kwaJehova kuri mumba mowakaipa; Asi unoropafadza ʋugaro bgaʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutuka kwaJehovha kuri paimba yowakaipa, asi anoropafadza musha womunhu akarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi anoita kuti imba yomunhu wakaipa iwirwe norushambwa asi dzimba dzavakarurama anodzikomborera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutukwa naJehovha kuri mumba mowakaipa; Asi unoropafadza ugaro hwavakarurama.
Shona 2009?
Kutukwa naJehovha kuri mumba mowakaipa; Asi unoropafadza ugaro hwavakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Kutukwa naJehovha kuri mumba mowakaipa; Asi unoropafadza ugaro hwavakarurama.