Proverbs 30:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ndiri ɓenzi kupfuʋura ʋanhu ʋose; Handinenjere dzomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndini munhu asingazivi zvikuru kwazvo pakati pavanhu; handina kunzwisisa kwomunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiri benzi chairo romunhu, handinzwisisi somunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvirokwazvo, ndiri benzi kupfuura vanhu vose; Handine njere dzomunhu.
Shona 2009?
"Zvirokwazvo, ndiri benzi kupfuura vanhu vose; Handine njere dzomunhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvirokwazvo, ndiri benzi kupfuura vanhu vose; Handine njere dzomunhu.