Proverbs 30:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀakaita kufamba kwomukadzi woʋupombge; Unodya, ndokupisika muromo wake, Aciti: Handina‐kuita cinhu cakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Iyi ndiyo nzira yomukadzi chifeve: Anodya agopukuta muromo wake uye agoti, ‘Hapana chinhu chakaipa chandaita ini.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvinoita pfambi inodya yopukuta muromo yoti hapana kutadza kwandaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvakaita kufamba kwomukadzi woupombwe; Anodya, ndokupisika muromo wake, Achiti, “Handina kuita chinhu chakaipa.”
Shona 2009?
Ndizvo zvakaita kufamba komukadzi woupombwe; Anodya, ndokupisika muromo wake, Achiti, "Handina kuita chinhu chakaipa."
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvakaita kufamba kwomukadzi woupombwe; Anodya, ndokupukuta muromo wake, Achiti, “Handina kuita chinhu chakaipa.”