Proverbs 30:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kwomuranda kana acizoʋa mambo; Nokuɗa kweɓenzi, kana raguta ɀokudya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muranda anozova mambo, benzi rine zvokudya zvizhinji,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda anova mambo, benzi kana raguta,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuda kwomuranda kana achizova mambo; Nokuda kwebenzi, kana raguta zvokudya;
Shona 2009?
Nokuda komuranda kana achizova mambo; Nokuda kwebenzi, kana raguta zvokudya;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuda kwomuranda kana achizova mambo; Nokuda kwebenzi, kana raguta zvokudya;