Proverbs 30:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kwomukadzi warambga, kana azowanikwa; Ʋuye mushandiri, kana azoʋa mugari wenhaka yatenzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mukadzi akaroorwa asi asingadiwi, nomurandakadzi anotorera vatenzi vake murume.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mukadzi asingadiwe azowana murume uye kana musikana webasa akatsiva amai vemba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuda kwomukadzi arambwa, kana azowanikwa; Uye mushandiri, kana azova mugari wenhaka yatenzi wake.
Shona 2009?
Nokuda komukadzi arambwa, kana azowanikwa; Uye mushandiri, kana azova mugari wenhaka yatenzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuda kwomukadzi arambwa, kana azowanikwa; Uye mushandiri, kana azova mugari wenhaka yatenzi wake.