Proverbs 30:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cipfira uŋgaciɓata namaʋoko ako, Kunyaŋge ɀakaɗaro ciri mudzimba dzamadzimambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dzvinyu rinogona kubatwa namaoko, asi rinowanikwa mumizinda yamadzimambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unogona kubata dzvinyu muruoko asi woriwana riri mumuzinda wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chipfira ungachibata namaoko ako, Kunyange zvakadaro chiri mudzimba dzamadzimambo.
Shona 2009?
Chipfira ungachibata namaoko ako, Kunyange zvakadaro chiri mudzimba dzamadzimambo.
Shona SUB 2002 Bible
Chipfira ungachibata namaoko ako, Kunyangwe zvakadaro chiri mudzimba dzamadzimambo.