Proverbs 30:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndirege kuti kana ndaguta, ndi ku rambei, ndiciti: Jehova ndianiko? Kana ɀimŋe ndiʋe murombo, ndiɓe, Ndimhure zita raMŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichida, ndingava nezvakawanda kwazvo ndikasakukudzai, uye ndikazoti, ‘Jehovha ndianiko?’ Kana kuti zvimwe ndingava murombo ndikaba, uye ndikasaremekedza zita raMwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingadaro ndikati tundu kuzara ndikazokurambai ndichiti Tenzi ndiani kana kuti ndingazova murombo ndikaba, ndikazoshoresa zita raMwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndirege kuti kana ndaguta, ndikurambei, ndichiti, “Jehovha ndianiko?” Kana zvimwe ndive murombo, ndibe, Ndimhure zita raMwari wangu.
Shona 2009?
Ndirege kuti kana ndaguta, ndikurambei, ndichiti, "Jehovha ndianiko?" Kana zvimwe ndive murombo, ndibe, Ndimhure zita raMwari wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndirege kuti kana ndaguta, ndikurambei, ndichiti, “Jehovha ndianiko?” Kana zvimwe ndive murombo, ndibe, Ndimhure zita raMwari wangu.