Proverbs 31:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgawana mukadzi unoita ɀakanaka? Nokuti muteŋgo wake unokunda kwaɀo muteŋgo wamaparera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudzimai ane unhu hwakanaka ndiani angamuwana? Mutengo wake unopfuura nokure matombo anokosha emarubhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani zvake akawana mukadzi wakanaka anokosha zvikuru kupinda zvishongo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angawana mukadzi anozviita zvakanaka? Nokuti mutengo wake unokunda kwazvo mutengo wamaparera.
Shona 2009?
Ndianiko angawana mukadzi anozvita zvakanaka? Nokuti mutengo wake unokunda kwazvo mutengo wamaparera.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko angawana mukadzi anozviita zvakanaka? Nokuti mutengo wake unokunda kwazvo mutengo wamapera.