Proverbs 31:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoʋona kuti kushambadzira kwake kwaɓatsira; Mŋenje wake haudzimi ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoona kuti kushambadzira kwake kunobatsira, uye mwenje wake haudzimi pausiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anoona kuti zvinhu zvake zvinofamba zvakanaka rambi rake haridzimi usiku hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoona kuti kushambadzira kwake kwabatsira; Mwenje wake haudzimi husiku.
Shona 2009?
Anoona kuti kushambadzira kwake kwabatsira; Mwenje wake haudzimi vusiku.
Shona SUB 2002 Bible
Anoona kuti kushambadzira kwake kwabatsira; Mwenje wake haudzimi usiku.