Proverbs 31:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhai, mŋanakomana waŋgu! Nhai, mŋanakomana weɗumbu raŋgu! Nhai, mŋanakomana wemhiko dzaŋgu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nhaiwe mwanakomana wangu, iwe mwanakomana wokubereka, iwe mwanakomana wemhiko dzangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chii ichocho mwanangu, ndochii ichocho mwana wokubereka nhai mwana wangu wechitsidzo changu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nhai, mwanakomana wangu! Nhai, mwanakomana wemhiko dzangu!
Shona 2009?
"Nhai, mwanakomana wangu! Nhai, mwanakomana wemhiko dzangu!
Shona SUB 2002 Bible
“Nhai, mwanakomana wangu! Nhai, mwanakomana wemhiko dzangu!