Proverbs 31:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simba nokukudzwa ndiɀo ɀokufuka ɀake; Unoseka kana acifuŋga ŋguʋa inoʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simba nokukudzwa ndizvo nguo dzake; anofara akatarisana namazuva anouya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simba nechiremera ndozvipfeko zvake, anotosekerera mazuva ari kuuya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simba nokukudzwa ndizvo zvokufuka zvake; Anoseka kana achifunga nguva inouya.
Shona 2009?
Simba nokukudzwa ndizvo zvokufuka zvake; Anoseka kana achifunga nguva inouya.
Shona SUB 2002 Bible
Simba nokukudzwa ndizvo zvokufuka zvake; Anoseka kana achifunga nguva inouya.