Proverbs 31:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotarira ɀakanaka kufamba kwemhuri yake, Asiŋgadyi ɀokudya ɀoʋusimbe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotarira zvakanaka mararamiro emhuri yake, uye haadyi zvokudya zvousimbe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoongorora kuti mhuri yake yakagara sei, haadyi chokudya chounyope.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anotarira zvakanaka kufamba kwemhuri yake, Asingadyi zvokudya zvousimbe.
Shona 2009?
Anotarira zvakanaka kufamba kwemhuri yake, Asingadyi zvokudya zvousimbe.
Shona SUB 2002 Bible
Anotarira zvakanaka kufamba kwemhuri yake, Asingadyi zvokudya zvousimbe.