Proverbs 31:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakunda ʋazhinji ʋakaita ɀakanaka, Asi iwe unoʋakunda ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vakadzi vazhinji vanoita zvinhu zvakanaka, asi iwe unovakunda vose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vakadzi vazhinji vakaita zvakanakisisa asi iwe unovakunda vose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakunda vazhinji vakaita zvakanaka, Asi iwe unovakunda vose.”
Shona 2009?
"Vakunda vazhinji vakaita zvakanaka,asi iwe unovakunda vose."
Shona SUB 2002 Bible
“Vakunda vazhinji vakaita zvakanaka, Asi iwe unovakunda vose.”