Proverbs 31:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe Remueri, haɀifaniri madzimambo, haɀifaniri madzimambo kunwa waini; Namacinda kuti: Ƌoro riripiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Hazvisi zvamadzimambo, nhaiwe Remueri, hazvina kufanira madzimambo kunwa waini, hazvina kufanira vabati kukara doro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hachisi chinhu chamadzimambo Rimueri, kunwa waini kana vatongi kuda hwahwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe Remueri, hazvifaniri madzimambo, hazvifaniri madzimambo kunwa waini; Namachinda kuti, ‘Doro riripiko?’
Shona 2009?
Iwe Remueri, hazvifaniri madzimambo, hazvifaniri madzimambo kumwa waini; Namachinda kuti, `Doro riripiko?'
Shona SUB 2002 Bible
Iwe Remueri, hazvifaniri madzimambo, hazvifaniri madzimambo kunwa waini; Namachinda kuti, ‘Doro riripiko?’