Proverbs 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi ʋanakomana, inzwai kurairira kwaɓaɓa ʋenyu; Tererai, muziʋe njere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teererai, vanakomana vangu, kurayira kwababa venyu; nyatsoteererai mugowana kunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi vanakomana, inzwai kurairira kwababa venyu; Teererai, muzive njere.
Shona 2009?
imwi vanakomana, inzwai kurairira kwababa venyu; Teererai, muzive njere.
Shona SUB 2002 Bible
Imi vanakomana, inzwai kurairira kwababa venyu; Teererai, muzive njere.