Proverbs 4:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ini ndakaŋga ndiri mŋanakomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, Mŋana wakaɗikanwa kwaɀo, mumŋe woga pamberi pamai ʋaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakanga ndiri mukomana mumba mababa vangu, ndichiri muduku uye mwana mumwe chete wamai vangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ini ndakanga ndiri mwanakomana kuna baba vangu, Mwana oga akadikanwa kwazvo, namai vangu;
Shona 2009?
Nokuti ini ndakanga ndiri mwanakomana kuna baba vangu, Mwana oga akadikamwa kwazvo, namai vangu;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ini ndakanga ndiri mwanakomana kuna baba vangu, Mwana oga akadikanwa kwazvo, namai vangu;