Proverbs 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiwanire ʋucenjeri, ɀiwanire njere; Rega kukaŋganwa kana kutsauka pamashoko omuromo waŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wana uchenjeri, wana kunzwisisa; usakanganwa mashoko angu kana kubva paari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviwanire uchenjeri, zviwanire njere; Regai kukanganwa kana kutsauka pamashoko omuromo wangu;
Shona 2009?
Zviwanire uchenjeri, zviwanire njere; Regai kukangamwa kana kutsauka pamashoko omuromo wangu;
Shona SUB 2002 Bible
Zviwanire uchenjeri, zviwanire njere; Regai kukanganwa kana kutsauka pamashoko omuromo wangu;