Proverbs 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋucapa musoro wako cishoŋgo cakanaka; Ʋucakuisira korona inobginya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Huchakupfekedza chishongo chenyasha mumusoro mako, uye huchakupa korona yokubwinya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hunokudzika tsungare yamaruva mumusoro hugokugadza ndaza yakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Huchapa musoro wako chishongo chakanaka; Huchakuisira korona inobwinya.”
Shona 2009?
Huchapa musoro wako chishongo chakanaka; Huchakuisira korona inobwinya."
Shona SUB 2002 Bible
Huchapa musoro wako chishongo chakanaka; Huchakuisira korona inobwinya.”