Proverbs 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ʋatorwa ʋarege kugutswa nefuma yako, Neɀiɓereko ɀokutambura kwako ɀiende kumba kwomŋeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vatorwa varege kudya upfumi hwenyu, uye kushanda kwenyu nesimba kurege kupfumisa imba yomumwe munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vamwewo vanhu vangadaro vakutorera upfumi hwako zvawakashandira zvikaenda kumutorwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti vatorwa varege kugutswa nepfuma yako, Nezvibereko zvokutambura kwako zviende kumba kwomweni.
Shona 2009?
Kuti vatorwa varege kugutswa nefuma yako, Nezvibereko zvokutambura kwako zviende kumba komweni.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti vatorwa varege kugutswa nepfuma yako, Nezvibereko zvokutambura kwako zviende kumba kwomweni.