Proverbs 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe ugocema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuʋiri wako ɀaparadzwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira kwoupenyu hwako uchagomera, kana nyama nomuviri wako zvaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakupedzisisa poupenyu hwako unozowuwura nyama yako nomuviri zvadyiwa zvino wavakuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe ugochema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuviri wako zvaparadzwa,
Shona 2009?
Iwe ugochema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuviri wako zvaparadzwa,
Shona SUB 2002 Bible
Iwe ugochema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuviri wako zvaparadzwa,