Proverbs 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uciti: Ndakaʋeŋgereiko kurairirwa, Mŋoyo waŋgu wakashoʋorerei kurairwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchazoti, “Mavengero andaiita kurayirwa! Mashorero aiita mwoyo wangu kudzorwa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chandakarambirawo zvangu kudzorwa chiiko, mwoyo wangu uchishora kutsiurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchiti, “Ndakavengereiko kurairirwa, Mwoyo wangu wakashorerei kurairwa?
Shona 2009?
Uchiti, "Ndakavengereiko kurairirwa, moyo wangu wakashorerei kurairwa?
Shona SUB 2002 Bible
Uchiti, “Ndakavengereiko kurairirwa, Mwoyo wangu wakashorerei kurairwa?