Proverbs 5:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaregereiko kuterera inzwi raʋadzidzisi ʋaŋgu, Nokusarerekera nzeʋe yaŋgu kunaʋaindiraira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndisingateereri vadzidzisi vangu, kana kunzwa varairidzi vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndairamba kuteerera zvaitaurwa navarairidzi vangu kana kurerekera nzeve yangu kuvadzidzisi vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaregereiko kuteerera izwi ravadzidzisi vangu, Nokusarerekera nzeve yangu kuna vaindiraira?
Shona 2009?
Ndakaregereiko kuteerera inzwi ravadzidzisi vangu, Nokusarerekera nzeve yangu kuna vaindiraira?
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaregereiko kuteerera izwi ravadzidzisi vangu, Nokusarerekera nzeve yangu kuna vaindiraira?