Proverbs 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iwe, mŋanakomana waŋgu, ucagutsirweiko nomukadzi wokumŋe, Ucambundikireiko cifuʋa comŋeni?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unogutsirweiko, mwanakomana wangu, nomukadzi chifeve? Unombundikirireiko chipfuva chomukadzi womumwe murume?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sei uchibatwa mwoyo mwanangu, nomukadzi asiwako uchimbundira chipfuva chepfambi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iwe, mwanakomana wangu, uchagutsirweiko nomukadzi wokumwe, Uchambundikireiko chipfuva chomweni?
Shona 2009?
Nokuti iwe, mwanakomana wangu, uchagutsirweiko nomukadzi wokumwe, Uchambundikireiko chipfuva chomweni?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iwe, mwanakomana wangu, uchagutsirweiko nomukadzi wokumwe, Uchambundikireiko chipfuva chomweni?