Proverbs 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu usinamaturo, munhu unoita ɀakaipa, Ndiye unofamba nomuromo unenhema;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu asina maturo uye anoita zvakaipa, anofamba-famba achitaura zvakaora,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhubu munhu akaipa anongofamba achikanganisa mashoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu asina maturo, munhu anoita zvakaipa, Ndiye anofamba nomuromo une nhema;
Shona 2009?
Munhu asina maturo, munhu anoita zvakaipa, Ndiye anofamba nomuromo une nhema;
Shona SUB 2002 Bible
Munhu asina maturo, munhu anoita zvakaipa, Ndiye anofamba nomuromo une nhema;