Proverbs 6:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo unofuŋga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuʋaŋgira ɀakashata;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwoyo unoronga mano akaipa, tsoka dzinokurumidza kumhanyira muzvakaipa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nomwoyo unoronga zvirongwa zvakaipa netsoka dzinomhanyirira kune zvakaipa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo unofunga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuvangira zvakashata;
Shona 2009?
moyo unofunga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuvangira zvakashata;
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo unofunga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuvangira zvakashata;