Proverbs 6:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Capupu cinonyeŋgera cinoreʋa nhema, Ʋuye unokusha kupesana pakati pehama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chapupu chenhema chinodurura nhema, uye munhu anomutsa kupesana pakati pehama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chapupu chenhema chinotaura manyepo munhu anomutsa gakava pakati pehama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chapupu chinonyengera chinoreva nhema, Uye anokusha kupesana pakati pehama.
Shona 2009?
Chapupu chinonyengera chinoreva nhema, Uye anokusha kupesana pakati pehama.
Shona SUB 2002 Bible
Chapupu chinonyengera chinoreva nhema, Uye anokusha kupesana pakati pehama.