Proverbs 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Waɀiteya namashoko omuromo wako, Waɓatwa namashoko omuromo wako,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana uchinge wasungwa nokuda kwezvawakataura, wabatwa namashoko omuromo wako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana wateewa mukutaura kwomuromo wako wabatwa mumazwi omuromo wako
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wazviteya namashoko omuromo wako, Wabatwa namashoko omuromo wako,
Shona 2009?
Wazviteya namashoko omuromo wako, Wabatwa namashoko omuromo wako,
Shona SUB 2002 Bible
Wazviteya namashoko omuromo wako, Wabatwa namashoko omuromo wako,