Proverbs 6:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, ceŋgeta murairo waɓaɓa ʋako; Usarasha kudzidzisa kwamai ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wangu, chengetedza mirayiro yababa vako, uye usarasa kudzidzisa kwamai vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu chengeta mitemo yababa vako, usakande pasi mirao yaamai vako
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, chengeta murayiro wababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, chengeta murayiro wababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, chengeta murairo wababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako.