Proverbs 6:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ucifamba, ɀicakutuŋgamirira; Kana uciʋata pasi, ɀicakurinda; Kana womuka, ɀicataurirana newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paunofamba zvichakutungamirira; paucharara, zvichakurinda; pauchamuka, zvichataura newe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wofamba inokutungamirira, kana worara inokuchengetedza. Kana wakasvinura inokurukura newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana uchifamba, zvichakutungamirira; Kana uchivata pasi, zvichakurinda; Kana womuka, zvichataurirana newe.
Shona 2009?
Kana uchifamba, zvichakutungamirira; Kana uchivata pasi, zvichakurinda; Kana womuka, zvichataurirana newe.
Shona SUB 2002 Bible
Kana uchifamba, zvichakutungamirira; Kana uchivata pasi, zvichakurinda; Kana womuka, zvichataurirana newe.