Proverbs 6:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti murairo ndiwo mŋenje; murau ndico ciedza; Kuraira kwokurairirwa inzira yoʋupenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mirayiro iyi ndiyo mwenje kwauri, dzidziso iyi ndiyo chiedza, uye kudzora kwokurayira ndiko nzira youpenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinodariro ndechokuti mutemo mwenje, murao chiedza kutsiurwa nokudzidziswa ndiwo mafambiro ohupenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti murayiro ndiwo mwenje; murau ndicho chiedza; Kuraira kwokurairirwa inzira youpenyu;
Shona 2009?
Nokuti murayiro ndiwo mwenje; murau ndicho chiedza; Kuraira kokurairirwa inzira youpenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti murairo ndiwo mwenje; murau ndicho chiedza; Kuraira kwokurairirwa inzira youpenyu;