Proverbs 6:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaciʋa kunaka kwake mumŋoyo mako; Arege kukuɓata namafuŋgiro ameso ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usachiva runako rwake mumwoyo mako, kana kumurega achikubata namaziso ake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorwe mwoyo norunako rwake usabatwe kumeso netsiye dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usachiva kunaka kwake mumwoyo mako; Arege kukubata namafungiro ameso ake.
Shona 2009?
Usachiva kunaka kwake mumoyo mako; Arege kukubata namafungiro ameso ake.
Shona SUB 2002 Bible
Usachiva kunaka kwake mumwoyo mako; Arege kukubata namafungiro ameso ake.