Proverbs 6:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu haʋaŋgaɀidzi muɓi kana aciɓa Kuti agute kana aciŋge anenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu havazvidzi mbavha kana ikaba kuti ipedze nzara yayo painenge yoziya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti vanhu vanoshora mbavha here inenge yaba kuti irape nzara yayo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu havangazvidzi mubi kana achiba Kuti agute kana achinge ane nzara.
Shona 2009?
Vanhu havangazvidzi mubi kana achiba Kuti agute kana achinge ane nzara.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu havangazvidzi mubi kana achiba Kuti agute kana achinge ane nzara.