Proverbs 6:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana akaɓatwa unofanira kudzosera ɀaʋa ɀinomŋe; Unofanira kuripa nefuma yose yeimba yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana akabatwa, anofanira kuripa kakapetwa kanomwe, kunyange zvichimutorera pfuma yose yeimba yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ikabatwa inoripiswa kakapetwa kanomwe inobvisa upfumi hwose hwomumusha mayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana akabatwa anofanira kudzosera zvava zvinomwe; Anofanira kuripa nepfuma yose yeimba yake.
Shona 2009?
Asi kana akabatwa anofanira kudzosera zvava zvinomwe; Anofanira kuripa nefuma yose yeimba yake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana akabatwa anofanira kudzosera zvava zvinomwe; Anofanira kuripa nepfuma yose yeimba yake.