Proverbs 6:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaŋgoɀiwanira maʋaŋga nokusakudzwa; Kunyadziswa kwake hakuŋgatoŋgopisikwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurohwa nokunyadziswa ndiwo mugove wake, uye kunyadziswa kwake hakungatongobviswi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chaanowana ipapa maronda nokushorwa uye kuzvidzwa kwako hakufe kwakabva
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchangozviwanira mavanga nokusakudzwa; Kunyadziswa kwake hakungatongopisikwi.
Shona 2009?
Uchangozviwanira mavanga nokusakudzwa; Kunyadziswa kwake hakungatongopusikwi.
Shona SUB 2002 Bible
Uchangozviwanira mavanga nokusakudzwa; Kunyadziswa kwake hakungatongopisikwi.