Proverbs 6:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti goɗo rinomutsa hasha dzomurume; Haaŋganzwiri tsitsi pazuʋa rokutsiʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti godo rinomutsa hasha dzomurume, uye haanganzwiri tsitsi kana otsiva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti shanje inoitisa munhu hasha, kana wotsividza anotsividza zvisina tsitsi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti godo rinomutsa hasha dzomurume; Haanganzwiri tsitsi pazuva rokutsiva.
Shona 2009?
Nokuti godo rinomutsa hasha dzomurume; Haanganzwiri tsitsi pazuva rokutsiva.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti godo rinomutsa hasha dzomurume; Haanganzwiri tsitsi pazuva rokutsiva.