Proverbs 6:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgaʋi nehanya nomuripo; Haaŋgatendi, kunyaŋge ukamuʋigira ɀipo ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haangagamuchiri muripo upi zvawo; acharamba fufuro, kunyange rakakura sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti pakaripwa haambozviona kana kugadzana mwoyo nokumupa kwako zvipo zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haangavi nehanya nomuripo; Haangatendi, kunyange ukamuvigira zvipo zvizhinji.
Shona 2009?
Haangavi nehanya nomuripo; Haangatendi, kunyange ukamuvigira zvipo zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Haangavi nehanya nomuripo; Haangatendi, kunyangwe ukamuvigira zvipo zvizhinji.