Proverbs 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge iwo usinomutoŋgi, Kana mutariri kana muɓati,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Harina mutungamiri, mutariri kana mutongi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mujuru hauna mambo, hauna muchinda kana mutongi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange iwo usina mutongi, Kana mutariri kana mubati,
Shona 2009?
Kunyange iwo usina mutongi, Kana mutariri kana mubati,
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe iwo usina mutongi, Kana mutariri kana mubati,