Proverbs 7:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakawarira macira anoʋukomba pamubeda waŋgu, Nemiceka inamaʋara inobva Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndawaridza mubhedha wangu machira ane mavara, anobva kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndawaridza mubhedha wangu zvakanaka namachira emavara-mavara okuIjipiti erineni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakawarira machira anohukomba pamubhedha wangu, Nemicheka ina mavara inobva Ijipiti.
Shona 2009?
Ndakawarira machira anohukomba pamubhedha wangu, Nemicheka ina mavara inobva Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakawarira machira anohukomba pamubhedha wangu, Nemicheka ina mavara inobva Ijipiti.