Proverbs 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakasasa ɀinonhuwira pamubeda waŋgu, Mura, negaʋakaʋa, nekinamoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndasasa zvinonhuwira pamubhedha wangu, zvinoti: mura, gavakava nesinamoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndapfapfadzira mubhedha nemura, nearoi nechinamoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakasasa zvinonhuwira pamubhedha wangu, Mura, negavakava, nekinamoni.
Shona 2009?
Ndakasasa zvinonhuhwira pamubhedha wangu, Mura, negavakava, nekinamoni.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakasasa zvinonhuwira pamubhedha wangu, Mura, negavakava, nesinamoni.