Proverbs 7:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo wako ŋgaurege kutsaukira kunzira dzake; Usafamba‐famba mumakwara ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usarega mwoyo wako uchitsaukira kunzira dzake, kana kurasikira pamakwara ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo wako ngaurege kupindukira kunzira dzake usagare munzira dzake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wako ngaurege kutsaukira kunzira dzake; Usafamba-famba mumakwara ake.
Shona 2009?
moyo wako ngaurege kutsaukira kunzira dzake; Usafamba-famba mumakwara ake.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wako ngaurege kutsaukira kunzira dzake; Usafamba–famba mumakwara ake.