Proverbs 7:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakawisira pasi ʋazhinji ʋakakuʋadzwa; Ɀirokwaɀo, ʋakaʋurawa naye ʋazhinji kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vazhinji vakakuvadzwa naye vakawisirwa pasi; vaakauraya vakawanda kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vaakakuvadza akarigira pasi vakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akawisira pasi vazhinji vakakuvadzwa; Zvirokwazvo, vakaurawa naye vazhinji kwazvo.
Shona 2009?
Nokuti akawisira pasi vazhinji vakakuvadzwa; Zvirokwazvo, vakaurawa naye vazhinji kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akawisira pasi vazhinji vakakuvadzwa; Zvirokwazvo, vakaurayiwa naye vazhinji kwazvo.