Proverbs 7:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imba yake inzira dzinoenda Sheori, Dzinoɓurukira kudzimba dzorufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba yake mugwagwa mukuru unoenda kuguva, uchitungamirira kumakamuri orufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imba yake inzira yokuenda kunzvimbo yavafi, inodzika kudzimba dzorufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imba yake inzira dzinoenda Sheori, Dzinoburukira kudzimba dzorufu.
Shona 2009?
Imba yake inzira dzinoenda Sheori, Dzinoburukira kudzimba dzorufu.
Shona SUB 2002 Bible
Imba yake inzira dzinoenda Sheori, Dzinoburukira kudzimba dzorufu.