Proverbs 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gamucirai kuraira kwaŋgu, murege kugamucira sirveri; Neziʋo, kupfuʋura ndarama yakasarurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sarudza kurayira kwangu panzvimbo yesirivha, ruzivo panzvimbo yegoridhe rakaisvonaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Torai chidzidziso changu pano kutora sirivha uye ruzivo pane kutora ndarama yakanakisisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gamuchirai kuraira kwangu, murege kugamuchira sirivha; Nezivo, kupfuura ndarama yakasarurwa.
Shona 2009?
Gamuchirai kuraira kwangu, murege kugamuchira sirivha; Nezivo, kupfuura ndarama yakasarurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Gamuchirai kuraira kwangu, murege kugamuchira sirivha; Nezivo, kupfuura ndarama yakasarurwa.