Proverbs 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋucenjeri bgakanaka kupfuʋura korari; Ɀose ɀinoɗikanwa haɀiŋgaenzaniswi nabgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti uchenjeri hunokosha kupfuura marubhi, uye hapana chaungada chingaenzaniswa nahwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ungwaru huri nani pane zvishongo, chose chaungade hapana chingaenzane nahwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uchenjeri hwakanaka kupfuura korari; Zvose zvinodikanwa hazvingaenzaniswi nahwo.
Shona 2009?
Nokuti uchenjeri hwakanaka kupfuura korari; Zvose zvinodikamwa nomunhu hazvingaenzaniswi nahwo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uchenjeri hwakanaka kupfuura korari; Zvose zvinodikanwa hazvingaenzaniswi nahwo.