Proverbs 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ʋucenjeri ndakaita kuŋgwara imba yaŋgu, Ndinowana ziʋo namano akarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ini, uchenjeri ndinogara pamwe chete navakachenjera; ndine ruzivo nenjere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ini ungwaru ndinogara nouchenjeri, ndine ruzivo uye ndinoziva kusarudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini uchenjeri ndakaita kungwara imba yangu, Ndinowana zivo namano akarurama.
Shona 2009?
Ini uchenjeri ndakaita kungwara imba yangu, Ndinowana zivo namano akarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Ini uchenjeri ndakaita kungwara imba yangu, Ndinowana zivo namano akarurama.